Joshua 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi vatungamiri vose vakapindura vachiti, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsraeri, zvino hatigoni kuita chinhu kwavari.

Joshua 9

Joshua 9:17-21