Joshua 8:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veAi vakacheuka vakaona utsi hweguta huchikwira kudenga, asi vakashayiwa pokupukunyuka napo kumativi ose, nokuti vaIsraeri vakanga vachitizira kugwenga vakatendeukira vaivatevera.

Joshua 8

Joshua 8:10-28