Joshua 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achangoita izvi varume vaiva vakavandira vakasimuka kubva panzvimbo dzavo nokukurumidza vakamhanya vachienda mberi. Vakapinda muguta vakaripamba ndokukurumidza kuritungidza nomoto.

Joshua 8

Joshua 8:11-23