Joshua 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuna Akani, “Mwanakomana wangu, ipa mbiri kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, ureurure kwaari. Ndiudze kuti chii chawaita; usandivanzira.”

Joshua 7

Joshua 7:15-24