Joshua 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akauyisa mhuri yake munhu nomunhu, uye Akani mwanakomana waKami, mwanakomana waZimiri, mwanakomana waZera, worudzi rwaJudha, akabatwa.

Joshua 7

Joshua 7:10-22