Joshua 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Joshua akati kuvanhu, “Zvinatsei, nokuti mangwana Jehovha achaita zvinhu zvinoshamisa pakati penyu.”

Joshua 3

Joshua 3:2-10