Joshua 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muchaziva nzira yamunofanira kuenda nayo, nokuti hamusati mambofamba nenzira iyi. Asi munofanira kusiya nzvimbo inosvika makubhiti zviuru zviviria pakati penyu neareka. Regai kuswedera pedyo nayo.”

Joshua 3

Joshua 3:1-12