Joshua 21:33-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Maguta ose emhuri dzavaGerishoni akanga ari gumi namatatu pamwe chete namafuro awo.

34. Dzimba dzavaMerari (vakasara vavaRevhi) vakapiwa:kubva kurudzi rwaZebhuruni, Jokineami, Katira,

35. Dhimina neNaharari, pamwe chete namafuro awo, maguta mana;

36. kubva kurudzi rwaRubheni, Bhezeri, Jahazi,

Joshua 21