Joshua 21:13-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Saka vakapa zvizvarwa zvomuprista Aroni Hebhuroni (guta routiziro kune anenge apomerwa mhosva yokuuraya munhu), Ribhina,

14. Jatiri, Eshitema,

15. Horoni, Dhebhiri,

16. Aini, Juta neBheti Shemeshi, pamwe chete namafuro awo, maguta mapfumbamwe kubva pamarudzi maviri aya.

17. Kubva parudzi rwaBhenjamini, vakavapa Gibheoni, Gebha,

18. Anatoti, neArimoni, pamwe chete namafuro awo, maguta mana.

Joshua 21