Joshua 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume vaviri vaya vakatanga kudzokera. Vakadzika kubva muzvikomo ndokuyambuka rwizi vakasvika kuna Joshua mwanakomana waNuni vakamuudza zvose zvakanga zvaitika kwavari.

Joshua 2

Joshua 2:16-24