Joshua 19:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mugove wechipiri wakapiwa kuna Simeoni, imba neimba. Nhaka yavo yakanga iri pakati penyika yavaJudha.

2. Nhaka yavo yaisanganisira:Bheerishebha (kana kuti Shebha),

3. Hazari Shuari, Bhara, Ezemi,

4. Eritoradhi, Bheturi, Homa,

Joshua 19