Joshua 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe. Ndichavatuma kuti vanoshora nyika uye kuti vagonyora vachirondedzera zvayakaita maererano nenhaka imwe neimwe. Ipapo vachadzoka kwandiri.

Joshua 18

Joshua 18:2-6