Joshua 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Joshua akati kuvaIsraeri, “Muchamirira kusvika rinhiko musati matora nyika yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?

Joshua 18

Joshua 18:1-8