20. Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu kumabvazuva.Iyi ndiyo yakanga iri miganhu yairatidza nhaka yemhuri dzaBhenjamini kumativi ose.
21. Rudzi rwaBhenjamini, mhuri nemhuri, rwakanga runa maguta anotevera anoti: Jeriko, Bheti Hogira, Emeki Kezizi,
22. Bheti Arabha, Zamaraini, Bheteri,