Joshua 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo wakazokombamira kumusoro uchienda kuEni Shemeshi, uchipfuurira mberi kuGeriroti yakatarisana noMupata weAdhumimi, ndokuburikira kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Joshua 18

Joshua 18:7-26