Joshua 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muganhu wakaburukira mujinga megomo rakatarisana nomupata weBheni Hinomi kumusoro kwomupata weRefaimi. Wakaramba uchidzika nokuMupata weHinomi mujinga memateru echezasi kweguta ravaJebhusi kusvikira kuEni Rogeri.

Joshua 18

Joshua 18:7-26