Joshua 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Ndiitirei nyasha. Zvamakandipa nyika yeNegevhi, ndipeiwo zvakare matsime emvura.” Naizvozvo Karebhu akamupa matsime okumusoro neezasi.

Joshua 15

Joshua 15:11-21