Joshua 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akisa akati achisvika kuna Otinieri nerimwe zuva, akamukurudzira kuti akumbire munda kubva kuna baba vake. Paakaburuka pambongoro yake Karebhu akati kwaari, “Ndingakuitireiko?”

Joshua 15

Joshua 15:14-28