Joshua 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaIsraeri havana kupisa kana rimwe ramaguta akanga akavakwa pazvikomo zvavo, kusara kweHazori chete, rakapiswa naJoshua.

Joshua 11

Joshua 11:10-18