Joshua 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akakunda maguta oumambo ose aya namadzimambo awo ndokuvauraya nomunondo. Akavaparadza zvachose, sezvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waJehovha.

Joshua 11

Joshua 11:9-17