Joshua 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna achagona kurwisana newe kwamazuva ose oupenyu hwako. Sezvandaiva naMozisi, ndichava newe; handizokusiyi kana kukurasa.

Joshua 1

Joshua 1:1-10