Joshua 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yenyu ichabva kugwenga ichisvika kuRebhanoni, uye ichabva kurwizi rukuru, Yufuratesi, nenyika yose yavaHiti, ichisvika kuGungwa Guru riri kumavirazuva.

Joshua 1

Joshua 1:1-12