Jona 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha Mwari akameresa muti womuzambiringa, akauita kuti ukure kumusoro kwaJona kuti uite mumvuri pamusoro pake, kuti shungu dzake dzidzikire, uye Jona akafara kwazvo nokuda kwomuzambiringa.

Jona 4

Jona 4:5-11