Jona 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jona akabuda akaenda akandogara pasi kunze kweguta nechokumabvazuva. Ikoko akazvivakira dumba, akagara mumumvuri waro ndokumirira kuti aone zvaizoitika kuguta.

Jona 4

Jona 4:1-11