Jona 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vafambisi vose vechikepe vakatya uye mumwe nomumwe akachema kuna mwari wake. Vakakanda nhumbi mugungwa kuti chikepe chireruke. Asi Jona akanga aenda pasi mukati muchikepe maakasvikovata uye akakotsira hope huru.

Jona 1

Jona 1:1-15