Jona 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akatuma mhepo huru pagungwa, uye dutu raipenga kwazvo rikamuka zvokuti chikepe chakada kutsemuka-tsemuka.

Jona 1

Jona 1:1-11