Johani 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami” (shoko iri rinoreva kuti Kutumwa). Saka murume uya akaenda akandoshamba, akadzoka ava kuona.

Johani 9

Johani 9:3-13