Johani 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati ataura izvozvo, akapfira mate pasi, akakanya dope namate, uye akariisa pameso omurume uya.

Johani 9

Johani 9:5-16