Johani 8:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Dai Mwari aiva Baba venyu, mungadai maindida, nokuti ndakabva kuna Mwari uye iye zvino ndiri pano. Handina kungouya pachangu; asi ndivo vakandituma.

Johani 8

Johani 8:41-48