Johani 8:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muri kuita zvinhu zvinoitwa nababa venyu.” Vakapindura vakati, “Isu hatisi vana vakaberekwa muupombwe. Baba vatinavo isu ndiye Mwari bedzi.”

Johani 8

Johani 8:35-44