Johani 8:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akataura mashoko aya paakanga achidzidzisa ari mutemberi pedyo nenzvimbo yaiiswa zvipo. Asi hapana munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Johani 8

Johani 8:16-27