Johani 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakamubvunza vakati, “Baba vako varipiko?”Jesu akapindura akati, “Hamundizivi ini kana Baba vangu. Dai maindiziva mungadai maizivawo Baba vangu.”

Johani 8

Johani 8:14-21