Johani 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana mwana achigona kudzingiswa nomusi weSabata kuti murayiro waMozisi urege kuputswa, seiko muchinditsamwira nokuda kwokuti ndaporesa munhu nomusi weSabata?

Johani 7

Johani 7:17-30