Johani 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata.

Johani 7

Johani 7:17-23