Johani 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murwere akati, “Ishe, handina munhu anondibatsira kuti ndipinde mudziva mvura painenge yabvongodzwa. Ndichiri kuedza kupinda, mumwe anonditangira.”

Johani 5

Johani 5:4-15