Johani 4:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo baba vaya vakayeuka kuti ndiyo yakanga iri nguva chaiyo paakanzi naJesu, “Mwanakomana wako achararama.” Saka iye neimba yake yose vakatenda.

Johani 4

Johani 4:50-54