Johani 4:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati abvunza nguva yakatanga mwana kunzwa zviri nani, ivo vakati kwaari, “Fivha yakabva paari nezuro panguva dzechinomwe.”

Johani 4

Johani 4:49-54