Johani 20:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akauya achimhanya kuna Simoni Petro nokuno mumwe mudzidzi, uya aidikanwa naJesu, akati, “Vabudisa Ishe muguva, uye hatizivi pavamuisa!”

Johani 20

Johani 20:1-11