Johani 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani, pazuva rokutanga revhiki, kuchakasviba, Maria Magadharena akaenda kuguva uye akaona kuti ibwe rakanga rabviswa pamukova.

Johani 20

Johani 20:1-3