Johani 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino paakanga ari muJerusarema paMutambo wePasika, vanhu vazhinji vakaona zviratidzo zvaakanga achiita uye vakatenda muzita rake.

Johani 2

Johani 2:20-25