Johani 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa, vadzidzi vake vakarangarira zvaakanga ambotaura. Ipapo vakatenda Magwaro namashoko akanga ataurwa naJesu.

Johani 2

Johani 2:20-25