Johani 19:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pedyo nomuchinjikwa waJesu pakanga pamire mai vake, munun'una wamai vake, naMaria mukadzi waKiropasi, naMaria Magadharena.

Johani 19

Johani 19:18-26