Johani 19:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakataurirana vakati, “Ngatiregei kuibvarura. Ngatikandei mujenya tione kuti ndiani achaitora.”Izvi zvakaitika kuti Rugwaro ruzadziswe runoti:“Vakagovana nguo yangu pakati pavouye vakakanda mijenya pamusoro pechipfeko changu.”Saka izvi ndizvo zvakaitwa navarwi.

Johani 19

Johani 19:20-30