Johani 19:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Ipapo Pirato akatora Jesu akaita kuti arohwe. Varwi vakaita korona yeminzwa vakaidzika pamusoro wake