Johani 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Judhasi akasvika kubindu, achitungamirira boka ravarwi navamwe vatariri vaibva kuvaprista vakuru nokuvaFarisi. Vakanga vane mwenje namarambi uye nezvombo.

Johani 18

Johani 18:1-12