Johani 18:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Judhasi uyo akamupandukira, aiziva nzvimbo yacho, nokuti Jesu aichimbosanganamo navadzidzi vake.

Johani 18

Johani 18:1-6