Johani 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavaranda vomuprista mukuru, hama youya akanga agurwa nzeve yake naPetro, akamupikisa akati “Ko, handina kukuona unaye mubindu here?”

Johani 18

Johani 18:24-35