Johani 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Simoni Petro achakamira achidziya moto, akabvunzwazve kuti, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vake here?”Akazviramba izvozvo, achiti, “Handizi.”

Johani 18

Johani 18:21-29