Johani 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndiri kukutaurirai chokwadi kuti: Zvakakunakirai imi kuti ini ndava kuenda. Kana ndikasaenda, Munyaradzi haangauyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri.

Johani 16

Johani 16:2-9