Johani 15:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai mashoko andakataura kwamuri anoti, ‘Hakuna muranda angava mukuru kuna tenzi wake.’ Kana vakatambudza ini, vachakutambudzai nemiwo. Kana vakateerera kudzidzisa kwangu, vachateerera kudzidzisa kwenyuwo.

Johani 15

Johani 15:19-24